Skip to main content

Family explorer

Manyera

Manyera and their descendants

  • Rudo

    Jemina Rudo Makuvara vakaberekwa musi wa 26 May 1940 kwaMutikizizi muraini maGudo Chief Ziki District Bikita, vakaberekwa vari vana vatanhatu (6) vakomana vatatu (3) nevasikana vatatu (3). Vabereki vavo ndiNgirandi (Bingudza) na Elizabeth (vaManda). Ngirandi mwana waManyera. Manyera mwana wa Jakata (Mbaura). Jakata…

    Read the full biography